1 Petro 2:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti imi makanga makaita samakwai akarasika, asi zvino madzokera kuMufudzi noMutariri wemweya yenyu.

1 Petro 2

1 Petro 2:15-25