1 Petro 2:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi mungarumbidzwa sei kana muchirohwa nokuda kwokuita zvakaipa uye muchitsunga mazviri? Asi kana muchitambudzika nokuda kwokuti munoita zvakanaka uye muchitsunga mazviri, izvozvo zvinorumbidzwa pamberi paMwari.

1 Petro 2

1 Petro 2:12-23