1 Petro 1:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Izvi zvakauya kuitira kuti kutenda kwenyu, kunokosha kupfuura goridhe, rinoparara kunyange zvaro rakanatswa nomoto, kuwanikwe kwakakwana uye kuve kunorumbidzwa, kunobwinya uye kunokudzwa pakuratidzwa kwaJesu Kristu.

1 Petro 1

1 Petro 1:1-16