1 Petro 1:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti makaberekwa patsva, kwete nembeu inoora, asi isingaori, neshoko raMwari benyu uye rinogara nokusingaperi.

1 Petro 1

1 Petro 1:18-25