1 Petro 1:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti munoziva kuti hamuna kudzikinurwa nezvinhu zvinoora, zvakadai sesirivha kana goridhe, kubva paupenyu hwenyu husina maturo, hwamakagamuchira kubva kumadzitateguru enyu,

1 Petro 1

1 Petro 1:14-22