1 Makoronike 9:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ibhineya mwanakomana waJerohami; Era mwanakomana waUzi, mwanakomana waMikiri naMeshurami mwanakomana waShefatia, mwanakomana waReueri, mwanakomana waIbhiniya.

1 Makoronike 9

1 Makoronike 9:1-17