1 Makoronike 9:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Utai mwanakomana waAmihudhi, mwanakomana waOmiri, mwanakomana waImiri, mwanakomana waBhani, chizvarwa chaPerezi mwanakomana waJudha.

1 Makoronike 9

1 Makoronike 9:1-10