1 Makoronike 9:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vaprista, vaiva vakuru vemhuri, vaisvika chiuru namazana manomwe namakumi matanhatu. Vose vaiva varume vaikwanisa uye vaibata basa rokushumira muimba yaMwari.

1 Makoronike 9

1 Makoronike 9:6-19