1 Makoronike 8:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Benjamini aiva baba vaBhera dangwe rake, Ashibheri mwanakomana wechipiri, Ahara wechitatu,

2. Noha wechina naRafa wechishanu.

3. Vanakomana vaBhera vaiva: Adha, Gera, Abhihudhi,

1 Makoronike 8