1 Makoronike 7:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munhoroondo yemhuri yavo, vakanga vaine varume zviuru makumi matatu nezvitanhatu vakanga vakagadzirira kurwa, nokuti vakanga vaine vakadzi vazhinji navanakomana vazhinji.

1 Makoronike 7

1 Makoronike 7:1-6