1 Makoronike 7:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akarara nomukadzi wake zvakare akava nemimba uye akabereka mwanakomana. Akamutumidza zita rokuti Bheria nokuti mumhuri yake makanga maita dambudziko.

1 Makoronike 7

1 Makoronike 7:15-26