1 Makoronike 7:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zabhadhi mwanakomana wake naShutera mwanakomana wake. Ezeri naEreadha vakaurayiwa navarume veGati vakanga vakaberekerwa munyika iyi pavakaburikira kundopamba zvipfuwo zvavo.

1 Makoronike 7

1 Makoronike 7:20-23