1 Makoronike 7:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwanakomana waJedhiaeri ainzi Bhirihani. Vanakomana vaBhirihani vaiva: Jehushi, Benjamini, Ehudhi, Kenana, Zetani, Tashishi naAhishahari.

1 Makoronike 7

1 Makoronike 7:6-12