1 Makoronike 6:65 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubva kurudzi rwaJudha, rwaSimeoni norwaBenjamini vakagoverwa maguta ayo akanga arehwa namazita.

1 Makoronike 6

1 Makoronike 6:60-71