1 Makoronike 6:60 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye kubva kurudzi rwaBenjamini vakapiwa Gibheoni, Gebha Aremeti neAnatoti pamwe chete namafuro awo. Maguta aya, akagoverwa pakati pedzimba dzavaKohati akanga ari gumi namatatu pamwe chete.

1 Makoronike 6

1 Makoronike 6:57-61