1 Makoronike 6:47-49 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

47. mwanakomana waMari, mwanakomana waMushi, mwanakomana waMerari, mwanakomana waRevhi.

48. Vamwe vavo vaRevhi vakapiwa mamwe mabasa ose omutabhenakeri, imba yaMwari.

49. Asi Aroni nezvizvarwa zvake ndivo vaiisa zvipiriso paaritari yezvipiriso zvinopiswa uye nepaaritari yezvinonhuwira maererano nezvose zvaiitwa paNzvimbo Tsvene-tsvene, vachiyananisira Israeri maererano nazvose zvakanga zvarayirwa Mozisi muranda waMwari.

1 Makoronike 6