1 Makoronike 6:38-41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

38. mwanakomana waIzhari, mwanakomana waKohati, mwanakomana waRevhi mwanakomana waIsraeri.

39. Uye mubatsiri waHemani pabasa ainzi Asafi akanga amire kurudyi rwake: Asafi mwanakomana waBherekia mwanakomana waShimea,

40. mwanakomana waMikaeri, mwanakomana Bhaaseya, mwanakomana waMarikia,

41. mwanakomana waEtini, mwanakomana waZera, mwanakomana waAdhaya,

1 Makoronike 6