1 Makoronike 6:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ava ndivo varume vaibata basa pamwe chete navanakomana vavo: kubva kuvaKohati: Hemani muimbi, mwanakomana waJoere, mwanakomana waSamueri,

1 Makoronike 6

1 Makoronike 6:32-35