1 Makoronike 6:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vana vaAmiramu vaiva: Aroni, Mozisi naMiriamu. Vanakomana vaAroni vaiva: Nadhabhi, Abhihu, Ereazari naItamari.

1 Makoronike 6

1 Makoronike 6:2-4