1 Makoronike 6:23-26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

23. Erikana mwanakomana wake, naEbhiasafi mwanakomana wake, Asiri mwanakomana wake,

24. naTahati mwanakomana wake, Urieri mwanakomana wake, Uzia mwanakomana wake naShauri mwanakomana wake.

25. Zvizvarwa zvaErikana zvaiva: Amasai, Ahimoti,

26. Erikana mwanakomana wake Zofai mwanakomana wake, naNahati mwanakomana wake,

1 Makoronike 6