1 Makoronike 5:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye naBheera mwanakomana wake uyo akatorwa akaiswa muutapwa naTigirati-Pireseri mambo weAsiria. Bheera akanga ari mutungamiri wavaRubheni.

1 Makoronike 5

1 Makoronike 5:1-11