1 Makoronike 5:3-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

3. Vanakomana vaRubheni dangwe raIsraeri vaiva: Hanoki, Paru, Hezironi naKarimi.

4. Zvizvarwa zvaJoere zvaiva: Shemaya mwanakomana wake,

5. naMika mwanakomana wake, naReaya mwanakomana wake, naBhaari mwanakomana wake.

1 Makoronike 5