1 Makoronike 5:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi vakanga vasina kutendeka kuna Mwari wamadzibaba avo, vakaita ufeve hwokunamata vamwari vavanhu venyika iyi avo vakanga vaparadzwa naMwari pamberi pavo.

1 Makoronike 5

1 Makoronike 5:17-26