1 Makoronike 5:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakabatsirwa pakurwa navo, uye Mwari akaisa vaHagiri, navose vaiva kurutivi rwavo, mumaoko avo, nokuti vakanga vachema kwaari vari pakurwa. Iye akapindura minyengetero yavo nokuti vakavimba naye.

1 Makoronike 5

1 Makoronike 5:14-26