1 Makoronike 5:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye kunyange zvazvo Judha aiva akasimba kwazvo kupfuura vana vababa vake vose, uye kunyange zvazvo mutongi akazobuda maari, kodzero youdangwe yaiva yaJosefa.)

1 Makoronike 5

1 Makoronike 5:1-8