1 Makoronike 4:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jabhezi aikudzwa zvikuru kukunda vanun'una vake. Mai vake vakamutumidza kuti Jabhezi vachiti, “Ndakamubereka mukurwadziwa.”

1 Makoronike 4

1 Makoronike 4:2-15