1 Makoronike 4:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shimei aiva navanakomana gumi navatanhatu navanasikana vatanhatu, asi vanun'una vake vaiva vasina vana vakawanda; saka rudzi rwavo haruna kuwanda sokuwanda kwavanhu vavaJudha.

1 Makoronike 4

1 Makoronike 4:23-29