1 Makoronike 4:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Reaya mwanakomana waShobhari aiva baba vaJahati, uye Jahati ari baba vaAhumai naRahadhi. Idzi ndidzo dzaiva dzimba dzavaZorati.

1 Makoronike 4

1 Makoronike 4:1-10