1 Makoronike 3:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ava vose vaiva vanakomana vaDhavhidhi, tisingaverengi vanakomana vake vaakaita navarongo vake. Uye Tamari aiva hanzvadzi yavo.

1 Makoronike 3

1 Makoronike 3:3-15