1 Makoronike 3:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvizvarwa zvaShekania zvaiva: Shemaya navanakomana vake vaiti: Hatushi, Igari, Bharia, Nearia naShafati, vatanhatu vose pamwe chete.

1 Makoronike 3

1 Makoronike 3:21-24