1 Makoronike 29:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vakapembera nomufaro pavakaona kuti vatungamiri vavo vakanga vapa nomwoyo unoda, nokuti vakanga vapa kuna Jehovha vakasununguka uye nomwoyo wose. Mambo Dhavhidhi akafarawo zvikuru.

1 Makoronike 29

1 Makoronike 29:2-12