1 Makoronike 29:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kuitira basa regoridhe, nebasa resirivha uye kuti basa rose riitwe navarume voumhizha. Zvino ndiani anoda kuzvitsaurira kuna Jehovha nhasi!”

1 Makoronike 29

1 Makoronike 29:1-8