1 Makoronike 29:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Imi Jehovha, Mwari wedu, izvi zvose zvakawanda kudai zvatapa kuti temberi yenyu ivakwe nokuda kweZita renyu Dzvene zvinobva muruoko rwenyu uye zvose ndezvenyu.

1 Makoronike 29

1 Makoronike 29:10-26