1 Makoronike 28:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Saka zvino ndinokurayira pamberi peIsraeri yose uye napamberi peungano yaJehovha, uye Mwari wedu achinzwa: Chenjerera kuti utevere kurayira kwose kwaJehovha senhaka kuvana vako nokusingaperi.

1 Makoronike 28

1 Makoronike 28:1-17