1 Makoronike 28:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Asi Jehovha, Mwari waIsraeri, akandisarudza kubva kumhuri yangu yose kuti ndive mambo pamusoro paIsraeri nokusingaperi. Akasarudza Judha kuti ave mhuri yangu, uye kubva muvanakomana vababa vangu akafadzwa nokundiita mambo pamusoro peIsraeri.

1 Makoronike 28

1 Makoronike 28:1-8