1 Makoronike 27:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Wechitanhatu pamwedzi wechitanhatu, aiva Ira mwanakomana waIkeshi muTekoi. Muboka rake maiva navarume zviuru makumi maviri nezvina.

1 Makoronike 27

1 Makoronike 27:1-11