Ahitoferi akazoteverwa pachinzvimbo naJehoyadha mwanakomana waBhenaya uye naAbhiatari. Joabhu ndiye aiva mutungamiri wehondo yamambo.