1 Makoronike 27:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Aitungamirira boka rokutanga mwedzi wokutanga, aiva Jashobheami mwanakomana waZabhidhieri. Muboka rake maiva navarume zviuru makumi maviri nezvina.

1 Makoronike 27

1 Makoronike 27:1-4