1 Makoronike 26:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hama dzake kubudikidza naEriezeri dzaiva: Rehabhia mwanakomana wake, Jeshaya mwanakomana wake, Joramu mwanakomana wake, Zikiri mwanakomana wake naSheromiti mwanakomana wake.

1 Makoronike 26

1 Makoronike 26:21-32