1 Makoronike 26:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mijenya weSuo Rokumabvazuva wakawira pana Sheremia. Zvino mujenya yakakandwa nokuda kwomwanakomana wake Zekaria, mupi wamazano akachenjera uye mujenya weSuo Rokumusoro wakawira paari.

1 Makoronike 26

1 Makoronike 26:4-23