1 Makoronike 25:29-31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

29. wamakumi maviri nemitatu kuna Gidhariti, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;

30. wamakumi maviri nemitatu kuna Mahazioti, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;

31. wamakumi maviri nemina kuna Romamiti-Ezeri, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri.

1 Makoronike 25