1 Makoronike 25:26-31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

26. wegumi nemipfumbamwe kuna Maroti, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;

27. wamakumi maviri kuna Eriata, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;

28. wamakumi maviri nomumwe kuna Hotiri, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;

29. wamakumi maviri nemitatu kuna Gidhariti, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;

30. wamakumi maviri nemitatu kuna Mahazioti, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;

31. wamakumi maviri nemina kuna Romamiti-Ezeri, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri.

1 Makoronike 25