26. wegumi nemipfumbamwe kuna Maroti, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;
27. wamakumi maviri kuna Eriata, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;
28. wamakumi maviri nomumwe kuna Hotiri, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;
29. wamakumi maviri nemitatu kuna Gidhariti, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;