1 Makoronike 25:11-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

11. wechina kuna Iziri, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;

12. wechishanu kuna Netania, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;

13. wechitanhatu kuna Bhukia, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;

14. wechinomwe kuna Jesarera, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;

15. worusere kuna Jeshaya, vanakomana vake nehama dzake– navaviri;

16. wepfumbamwe kuna Matania, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;

17. wegumi kuna Shimei, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;

18. wegumi nomumwe kuna Azareri, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;

19. wegumi nemiviri kuna Hashabhia, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;

20. wegumi nemitatu kuna Shubhaeri, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;

21. wegumi nemina kuna Matitia, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;

22. wegumi nemishanu kuna Jerimoti, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;

23. wegumi nemitanhatu kuna Hanania, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;

24. wegumi nemisere kuna Joshibhekasha, vanakomana vake nehama dzake– gumi navaviri;

1 Makoronike 25