1 Makoronike 24:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iri ndiro raiva basa ravo roushumiri ravakanga varayirwa pavakapinda mutemberi yaJehovha, maererano nemitemo yavakanga vapiwa nababa wavo Aroni sokurayirwa kwaakanga aitwa naJehovha, Mwari waIsraeri.

1 Makoronike 24

1 Makoronike 24:15-25