1 Makoronike 23:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye napose paipiwa zvipiriso zvinopiswa kuna Jehovha pamaSabata uye napamitambo yokugara kwoMwedzi napane mimwe mitambo yakarairwa. Vaifanira kushanda pamberi paJehovha nguva dzose nouwandu hwaidiwa uye nenzira yavakanga varayirwa kuti vaiite.

1 Makoronike 23

1 Makoronike 23:25-32