1 Makoronike 23:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Basa ravaRevhi raiva rokubatsira zvizvarwa zvaAroni, mukubata basa romutemberi yaJehovha: kuvatariri voruvanze, makamuri omumativi, kunatsa zvinhu zvose zvaiera, nokuita mamwe mabasa paimba yaMwari.

1 Makoronike 23

1 Makoronike 23:22-29