1 Makoronike 23:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ereazari akafa asina vanakomana: aingova navanasikana chete. Hama dzavo, vanakomana vaKishi vakavaroora.

1 Makoronike 23

1 Makoronike 23:13-30