1 Makoronike 23:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanakomana vaAmiramu vaiva: Aroni naMozisi. Aroni akatsaurwa iye nezvizvarwa zvake nokusingaperi, kuti anatse zvinhu zvaiva zvitsvene tsvene, kuti vape zvipiriso pamberi paJehovha, kushumira pamberi pake uye kutaura maropafadzo muzita rake nokusingaperi.

1 Makoronike 23

1 Makoronike 23:12-23