1 Makoronike 22:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi shoko iri raJehovha rakauya kwandiri richiti, ‘Wakadeura ropa zhinji uye ukarwa hondo dzakawanda. Iwe haungavakiri Zita rangu imba, nokuti wakadeura ropa rakawanda kwazvo pamberi pouso hwangu.

1 Makoronike 22

1 Makoronike 22:4-16